KwaunobvaDuramazwiMmedu

Duramazwi

medu

mudugu

Zvinoreva

Kana ukati medu chingwa, unenge wachitsemura kuita zvidimbu.

1

Kana ukati medu chingwa, unenge wachitsemura kuita zvidimbu.

Mai vatora sadza rakasara madeko ndokubva vati medu, ndokukandira imbwa.

Zvinhu izvi zvaive zvangotanga panguva dzaive dzauya Theresa neteam rake muclass medu nezuro wacho panguva dzelunch.

Izvi zvinogona kukonzerwawo nokuti uri munzvimbo ipi yomunyika medu sezvo mutauro wedu uine mapazi akawanda chose.

Zvakafanana

mudugu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

meduka

Kumeduka kugurika kwechinhu kubva pane chakakura chacho.

Verenga

Swipe for the next word