KwaunobvaDuramazwiMmedhemu

Duramazwi · zita

medhemu

Zvinoreva

Medhemu izita rokukudza rinosheedzwa naro mudzidzisi wechikadzi akaroorwa navana vechikoro.

1

Medhemu izita rinoshandiswa kusheedza munhukadzi anenge achishandirwa nomunhu kunyanya kumayadhi nokumapurazi.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

medu

Kana ukati medu chingwa, unenge wachitsemura kuita zvidimbu.

Verenga

Swipe for the next word