KwaunobvaDuramazwiMmeduka

Duramazwi

meduka

-guduka

Zvinoreva

Kumeduka kugurika kwechinhu kubva pane chakakura chacho.

1

Kumeduka kugurika kwechinhu kubva pane chakakura chacho.

Kupunzika kumeduka-meduka kwechinhu chinenge chadonha, kana chinenge chatsikirirwa.

Kuti nepfu kumeduka kunoita chinhu chisina kuomarara, sechingwa kana keke.

Chibwesu chidimbu chehari yakameduka, chinokangirwa nzungu kana chibage.

Zvakafanana

-guduka

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

medura

Kukwanisa kupwanya chinhu nepakati (to split/break).

Verenga

Swipe for the next word