Duramazwi
Zvinoreva
Kupfauka kudambuka kwechinhu changa chakabatira pachimwe chinhu, sezvingaita davi ratemwa mumuti.
1

Kupazuka kudambuka kana kupfauka sezvingaita davi ranga raremerwa nemichero.
Kupfauka kudambuka kwechinhu changa chakabatira pachimwe chinhu, sezvingaita davi ratemwa mumuti.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfaura
Kana mhuka ichipfaura inenge ichitambanudza makumbo nekuagonyesa, painenge yava kuda kufa.
VerengaSwipe for the next word