KwaunobvaDuramazwiPpfava

Duramazwi

pfava

brittle · delicate · polite

-nyatsama

Zvinoreva

Kana chinhu chakapfava chinenge chakanyorovera zvokuti kana mukachipfanya zvigunwe zvinopinda mukati.

1

Kana chinhu chakapfava chinenge chakanyorovera zvokuti kana mukachipfanya zvigunwe zvinopinda mukati.

Kunyevenutsa ganda remhuka kuitira kuti rive pfava kuitira mbatya kana mabhegi.

Mvere dzemhuka kana dzemuviri dzakati pfava.

Kanofunga kuti Harare yakapfava nhai.

2

Kupfava kuva munhu asina nguva yokugumburana navamwe.

Zvakafanana

-nyatsama

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfavava

Kuti pfavava kuserera kwehasha apo munhu anenge apedza shungu dzokupopota.

Verenga

Swipe for the next word