KwaunobvaDuramazwiPpfaura

Zvinoreva

Kana mhuka ichipfaura inenge ichitambanudza makumbo nekuagonyesa, painenge yava kuda kufa.

Kana uchipfaura mapazi kana mashizha unenge uchiatema kana kuadambura uchiabvisa padzinde.

1

Kufurufutika kutauta kana kuti kupfaura kunoita mhuka kana shiri yava kuda kufa.

2

Chibage changu changa chava kutopera nembavha dzichingochipfaura dzichidarika nenzira.

Kufurufutika kutauta kana kuti kupfaura kunoita mhuka kana shiri yava kuda kufa.

Kana mhuka ichipfaura inenge ichitambanudza makumbo nekuagonyesa, painenge yava kuda kufa.

Zvine chekuita

kwanhura

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word