KwaunobvaDuramazwiMmatsekeneswa

Duramazwi · zita

matsekeneswa

Zvinoreva

Izvi zvidimbu zvidimbu zvechinhu chakaita sehari chinenge chapwanyika. Apo motokari yakarovera, munzira makasara matsekeneswa emagirazi ayo.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

matsenga matsenga

Aya mapoka akawanda evanhu vanenge va-

Verenga

Swipe for the next word