Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matsambo mashoko akaipa asingafaniri kutaurwa nokuti anoshora musiki kana vadzimu.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsari
Matsari uswa kana mashizha anowanikwa mumwena wembeva.
VerengaSwipe for the next word