Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi inzvimbo inoyereswa iri nechekumavirira kwenyika yeZimbabwe, kunonzi ndiko kwaiva nemhondoro huru dzenyika. Makarekare vanhu vaienda kundo-
1
Iyi inzvimbo inoyereswa iri nechekumavirira kwenyika yeZimbabwe, kunonzi ndiko kwaiva nemhondoro huru dzenyika. Makarekare vanhu vaienda kundo-
Iyi inzvimbo inoera iri kuMatonjeni uye inopirirwa midzimu mikuru yenyika. Makarekare vanhu vaitaura nemi dzimu yenyika kuMabweadziva.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matoto
Matoto itsvina yeshiri, kusanganisira nedzinopfuyiwa dzakaita sehuku kana madhadha.
VerengaSwipe for the next word