Duramazwi · zita
matongo
archaeological · ruins
Duramazwi · zita
archaeological · ruins
Kana vanhu vachinzi ndevamatongo vanenge vari vanhu vemunharaunda imwe vanenge vachizivana tsika namagarire. Rooranai vematongo kuitira kuti munhu asakaruka aroora kana kuroorwa negube.
Kana vanhu vachinzi ndevamatongo vanenge vari vanhu vemunharaunda imwe vanenge vachizivana tsika namagarire. Rooranai vematongo kuitira kuti munhu asakaruka aroora kana kuroorwa negube.
Mutumwa-pavi yaive shuramatongo pakurwa.
Aka kamuti kana kuti kamuruva, kanomera pamadziro emba kana pamatongo, kanorapa buka.
Kana uri shuramatongo unenge uri shasha pakuita chimwe chinhu.
Duramazwi
01 / 03Matonjeni
Iyi inzvimbo inoyereswa iri nechekumavirira kwenyika yeZimbabwe, kunonzi ndiko kwaiva nemhondoro huru dzenyika. Makarekare vanhu vaienda kundo-
VerengaSwipe for the next word