Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matsengwa ndezvinopfirwa kana munhu adya zvinhu zvakaita sepwa, mushure mokuzvimabande zvisina kunyatsogayiwa svisvina muto.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsengwarengwa
Izvi mudumbu zvinoonekwa patsvina yomunhu kana ndove yemhuka.
VerengaSwipe for the next word