Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matsetsemwa chikafu chisina kugayiwa, chinowanikwa mudumbu remombe kana yaurayiwa.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsewe
Matsewe ibindu rinochengetedza mwando kwenguva refu, rinorimwa muchirimo.
VerengaSwipe for the next word