Duramazwi · zita
Zvinoreva
Izvi mudumbu zvinoonekwa patsvina yomunhu kana ndove yemhuka.
1
Izvi mudumbu zvinoonekwa patsvina yomunhu kana ndove yemhuka.
Aya mabandi mabandi anosara pachibage chisina kugayiwa zvakanaka. Takandogaisa matsengwarengwa okufidhisa huku.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsetsemwa
Matsetsemwa chikafu chisina kugayiwa, chinowanikwa mudumbu remombe kana yaurayiwa.
VerengaSwipe for the next word