Duramazwi · zita
matsi
deaf
burunzevenyasinzi lachimburamatwi lamauri lachibiramatwimandondo la
Duramazwi · zita
deaf
Matsi munhu ane nzeve dzisinganzwi.
Matsi munhu ane nzeve dzisinganzwi.
Matsi munhu ane nzeve dzisinganzwi.
Zvirema zvirikufanira kufamba, mapofu arikufanira kuona nematsi anzwe.
Ndazomboti chiiko ini, ndikati pamwe imatsi kana kuti mbeveve.
burunzeve · nyasinzi la · chimburamatwi la · mauri la · chibiramatwi · mandondo la · mburunzeve
Duramazwi
01 / 03matsiko
Matsiko ndepanosara pachionekwa kuti munhu kana kuti mhuka yapfuura napo nokuda kwenyora dzinosiyiwa muvhu nemakumbo paanenge atsika.
VerengaSwipe for the next word