Duramazwi · zita
kamatsimba
Zvinoreva
Matsiko ndepanosara pachionekwa kuti munhu kana kuti mhuka yapfuura napo nokuda kwenyora dzinosiyiwa muvhu nemakumbo paanenge atsika.
1

Matsiko en'ombe makumbo ayo nechokuzasi kwawo kunosiya matsimba kana ichifamba.
Kuti tyaka tyaka kurira kunoita matsiko en'ombe kana ichifamba.
Matsiko ndepanosara pachionekwa kuti munhu kana kuti mhuka yapfuura napo nokuda kwenyora dzinosiyiwa muvhu nemakumbo paanenge atsika.
2
Matsiko en'ombe makumbo ayo nechokuzasi kwawo kunosiya matsimba kana ichifamba.
Zvakafanana
ka · matsimba
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsime
wells
VerengaSwipe for the next word