Duramazwi · zita
Zvinoreva
Manzvinzvi chikafu chisina kupera kuzeyiwa, chinowanikwa muura hwemhuka yaurayiwa.
1

Pamanzvinzvi ndipo pane nhunzi zhinji, Hama haipihwi munhu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03manzvinzvidza
Manzvinzvidza ibvute rinokonzerwa negore romudenga rinenge rakavharidzira zuva.
VerengaSwipe for the next word