KwaunobvaDuramazwiMmanza

Duramazwi · zita

manza

-maranza-manzuran'azhurabhazhura

Zvinoreva

Manza mukaka usati wakora.

Kana munhu achimanza anenge achigaya kana kukuya achiburitsa upfu hune mabande makuru.

1

Kana munhu achimanza pakutaura anenge achiwanzotaura zvinosvota vamwe iye asina hanya nazvo.

Kana munhu achimanza anenge achisakura achisiirira sora mumunda.

2

3

4

Zvakafanana

-maranza · -manzura · n'azhura · bhazhura

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manzanza

Manzanza mazino akatarangana, asina kuenzana uye achiti mamwe akatarisa panze mamwe mukati.

Verenga

Swipe for the next word