KwaunobvaDuramazwiMmanzuma

Duramazwi · zita

manzuma

Zvinoreva

Manzuma izita rinowanzopiwa n'ombe hadzi inenge isina nyanga.

1

Manzuma izita rinowanzopiwa n'ombe hadzi inenge isina nyanga.

Manzuma izita rinowanzopiwa n'ombe hadzi inenge isina nyanga.

Kunengetedza kusunga zvisina kusimba, zvinobva nhando. Baba vakati mukasunga Manzuma muchiita zvokunengetedza munowana yapaza danga.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

manzvinzvi

Manzvinzvi chikafu chisina kupera kuzeyiwa, chinowanikwa muura hwemhuka yaurayiwa.

Verenga

Swipe for the next word