KwaunobvaDuramazwiNnzuma

Duramazwi · zita

nzuma

junju

Zvinoreva

Nzuma imombe isina nyanga.

1

Nzuma imombe isina nyanga.

Hoyo zvino wonge n'ombe nzuma yava kufunga kwakaenda nyanga dzayo.

Mombe yenzuma kufuma ivete kufunga chakadya nyanga dzayo.

Kuti nzunzuma kuchonjomara kwenguva pfupi wakatsigira muviri nezvitsitsinho.

Zvakafanana

junju

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word