KwaunobvaDuramazwiNnzunza

Duramazwi · zita

nzunza

nzudzi

Zvinoreva

Nzunza kamhuka kanenge katsi, kanogona kusvetuka chaizvo, kanofamba usiku kachidya shiri, makonzo, mbeva netumwewo tupuka.

1

Zvakafanana

nzudzi

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzunzu

Nzunzu chikwenzi chinomera pane mimwe miti, chichigona kukonzera kufa kwemiti iyoyo uye chinobereka michero inowanzodyiwa neshiri.

Verenga

Swipe for the next word