Duramazwi · zita
nzungu
nut · peanut · peanut; nut
Duramazwi · zita
nut · peanut · peanut; nut
Nzungu imbeu inorimwa muminda, inoberekera muvhu uye inodyiwa yakadaro, yabikwa kana kukangwa, inokuyiwa kugadzira dovi kana kusvinwa mafuta.
Nzungu imbeu inorimwa muminda, inoberekera muvhu uye inodyiwa yakadaro, yabikwa kana kukangwa, inokuyiwa kugadzira dovi kana kusvinwa mafuta.
Uchenjere kudya nzungu zvese nemhutwa.
Takabvuraudza nzungu murufuse tanzwa nenzara kumunda.
Ndatswa nzungu muduri kusvika dzati sesepu.
dere · mbamba · nduwi
Duramazwi
01 / 03nzununu
Kuti nzununu kugara kwemunhu chinyararire, zvikuru kana achirwara kana kurwadziwa.
VerengaSwipe for the next word