KwaunobvaDuramazwiBbwonyoka

Duramazwi

bwonyoka

-rotomoka-wonyoka

Zvinoreva

Kana uchibwonyoka unenge uchitaura zvinhu usina kumbofunga kuti vanhu vari pauri vanozvifarira here kana kuti kwete.

1

Zvakafanana

-rotomoka

Zvine chekuita

-wonyoka

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

b

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi bi, inowanikwa pakati paa-a nachi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.

Verenga

Swipe for the next word