Duramazwi
Zvinoreva
Kubwodora kutyora chinhu chakaita seruoko kana gumbo nekukurumidza uye zvine simba.
1

Kana munhu achipwatsira chibage pasi anenga achichibwodora nokuchisiya chakarara.
Kubwodora kutyora chinhu chakaita seruoko kana gumbo nekukurumidza uye zvine simba.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwogo
Kuti bwogo kutyora chinhu chinyoro uchishandisa simba rakawanda.
VerengaSwipe for the next word