Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuitira chinhu bwoni kuita chakaipa munhu achiziva kuti zvaari kuita zvakaipa.
1
Kuitira chinhu bwoni kuita chakaipa munhu achiziva kuti zvaari kuita zvakaipa.
Kuitira chinhu bwoni kuita chakaipa munhu achiziva kuti zvaari kuita zvakaipa.
Kana munhu akatandira mumwe anenge amutadzisa nebwoni kuwana zvaange achifanira kuwana.
Kuchinya kuitira munhu zvakaipa nebwoni.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bwonyoka
Kana uchibwonyoka unenge uchitaura zvinhu usina kumbofunga kuti vanhu vari pauri vanozvifarira here kana kuti kwete.
VerengaSwipe for the next word