KwaunobvaDuramazwiUutsinye

Duramazwi · zita

utsinye

brutality · cruel · cruelty · inhumanity · malice · ruthlessly · ruthlessness · unkind · venomous · vicious

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane utsinye anenge ane mwoyo wakaipa, achifarira kurwadzisa vamwe.

1

Kana munhu achinzi ane utsinye anenge ane mwoyo wakaipa, achifarira kurwadzisa vamwe.

Wandiitira utsinye pawanditorera mari yangu yandakashandira mwedzi wose.

Shamwari, usaita utsinye hwokubva wati imbwa dzako sa-a kune mumwe munhu.

Kukatakadza mhuka kuicheka nebanga rakapinza chaizvo uye zvi ne utsinye mukati.

Zvakafanana

ugashwa · tsinye

Zvakasiyana

mutsa

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utsome

Kana nhaurwa ine utsome inenge yakadzama pakuizvinzwisisa uye yakakosha.

Verenga

Swipe for the next word