KwaunobvaDuramazwiUutsi

Duramazwi · zita

utsi

smoke · vapor

Zvinoreva

Utsi mweya muchena unopwititika panobvira moto.

1

Utsi mweya muchena unopwititika panobvira moto.

Takaona utsi kutogoka mudenga, tikaziva kuti pane kwapiswa nemheni.

Kana munhu achipaipa anenge achikweva utsi hwefodya nekuhubudisa nemumuromo.

2

Utsi munhu asina chaanoziva pamusoro pezvinenge zvichiitika, kana nyaya inenge ichitaurwa.

Zvakafanana

usiku

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word