KwaunobvaDuramazwiCchiutsi

Duramazwi · zita

chiutsi

steam

Zvinoreva

Chiutsi mweya mutema unoenda mumhepo kana paine chinhu chinenge chichitsva.

1

Chiutsi mweya mutema unoenda mumhepo kana paine chinhu chinenge chichitsva.

Kana vanhu vachinge vaona chiutsi ichi vaikotonoka vakananga kwachiri vonozvizwira pachavo.

Kana ukashandisa mashizha kuvesa moto uchaona kuti anoita chiutsi chinosimuka chakananga mudenga.

Pasichigare kwaishandiswa chiutsi kuzivisa veruzhinji pamusoro pehondo, urwere kana rufu rwamambo.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiuya

Chiuya munhu, kazhinji musikana, anenge aine utano nechimiro chinoyemurwa navanhu.

Verenga

Swipe for the next word