Duramazwi · zita
chiuru
thousand
Duramazwi · zita
thousand
Chiuru uwandu hwezvinhu zvinenge zvichisvika mazana gumi.
Chiuru uwandu hwezvinhu zvinenge zvichisvika mazana gumi.
Takaita bvumirano yekuti aizondivakira imba yangu ini ndichimupa chiuru chemadhora.
Muchiuto, rejimendi iboka guru remasoja rinenge rine varwi vanokwana kuita chiuru.
Chiuru uwandu hwezvinhu zvinenge zvichisvika mazana gumi.
Duramazwi
01 / 03chiururwi
Chiururwi chipukanana chinenge gurwe asi chisingadyiwi.
VerengaSwipe for the next word