Duramazwi · zita
chiuno
waist
Duramazwi · zita
waist
Chiuno chinobatsira kuti kana munhu apfeka bhurugwa risadonha.
Chiuno chinobatsira kuti kana munhu apfeka bhurugwa risadonha.
Ainge akamira akatobata chiuno hake anonokerwa.
Kuti nzvada nzvada kufamba kwemunhu achizvida, achifambisa chiuno kuti aoonererwe.
Chiuno itsika yomunhurume anenge achinyanya kuda kurara nevakadzi.
Iwe shamwari, uchasiya watiparira mhosva nechiuno chako ichocho.
Duramazwi
01 / 03Chiurayi
Chiurayi chidao chevaera Shumba chinoreva kugarovhima nekuuraya mhuka kunoita shumba.
VerengaSwipe for the next word