KwaunobvaDuramazwiUutsaratsa

Duramazwi · zita

utsaratsa

Zvinoreva

Kana chinhu chakaita utsaratsa chinenge chiine mavara akawanda chaizvo akaita zvimadododo.

1

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utsaru

Kana chinhu chava neutsaru chinenge chava nenguva yakareba chichishanda, chava kusakara.

Verenga

Swipe for the next word