Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana kurwadzisa vamwe.
1
Tsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana kurwadzisa vamwe.
Tsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana kurwadzisa vamwe.
Ndaive ndisina zvandakavatadzira ini mama zvekuti vaizondiitira hutsinye hwakadaro?.
Kutaura chokwadi apa ndipo pandakanyatsoona hutsinye hwasisi Noku.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsinza
Kuuraya mhuka (sinza).
VerengaSwipe for the next word