Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tsinin'ini kuramba wakatarisa pasi nekuda kweku-ti une zvauri kufunga, warwadziwa moyo kana kunyara.
Kana munhu achinzi akati tsinin'ini pabhuku anenge akatsikitsira achiverenga nechido.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsinye
Tsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana kurwadzisa vamwe.
VerengaSwipe for the next word