KwaunobvaDuramazwiTtsinho

Duramazwi · zita

tsinho

Zvinoreva

Tsinho chisimbi chakaomarara chaizvo chinoroverwa zvinhu zvakaita semapadza nematemo anenge achipfurwa kuti anyatsoumbika.

1

Kuti tumbe kuita kunge wakagara pazvitsitsinho asi magaro ako asingagunzvi pasi.

Chitsitsinho ndiko shure kwetsoka kunotanga kutsika pasi kana munhu achifamba.

Zvakafanana

nhera

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinin'ini

Kuti tsinin'ini kuramba wakatarisa pasi nekuda kweku-ti une zvauri kufunga, warwadziwa moyo kana kunyara.

Verenga

Swipe for the next word