KwaunobvaDuramazwiNnhera

Duramazwi · zita

nhera

-sarenda

Zvinoreva

Kukundwa kana kupera simba.

Nhera chitende chinoisirwa mafuta ekuzora muviri.

1

Kukundwa kana kupera simba.

Nhera chitende chinoisirwa mafuta ekuzora muviri.

Zuva rimwe, mvura huru yakadonhera pasi.

Matanda awa akaita mawira zvokuti ukangogumha rimwe anobva adonhera pasi ose.

2

Kunhera kubvuma kuti wakurirwa pane zvinhu zvakaita sekurwa.

3

Kunhera kungosiya zvinhu zvichiitika nekuda kwekuti unenge wofunga kuti hapana chauchagona kuita pamusoro pazvo.

4

Nhera chitende chinoisirwa mafuta ekuzora muviri.

Tar chinu 7.

Nhera chitende chinoisirwa mafuta ekuzora muviri.

Zuva rimwe, mvura huru yakadonhera pasi.

Zvakafanana

-sarenda

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhere

Nhere inhumbi yevarume yemukati.

Verenga

Swipe for the next word