KwaunobvaDuramazwiTtsinhira

Duramazwi

tsinhira

-tsinhidziratsivira

Zvinoreva

Kutsinhira kutaura mashoko anotsigira zvataurwa nemunhu atanga kutaura.

1

Kutsinhira kutaura mashoko anotsigira zvataurwa nemunhu atanga kutaura.

Kutsinhira kubaya muforo wechipiri negeja uchitevedza wambenge wabaiwa pakutanga.

Kana munhu achiti hapaya anenge achitsinhira kuti zvataurwa ndizvo zvaanga achitofungawo.

Ichi chiratidzakure chokutsinhira panzvimbo pacho panenge pari kurehwa.

2

Kutsinhira kubaya muforo wechipiri negeja uchitevedza wambenge wabaiwa pakutanga.

Zvakafanana

-tsinhidzira · tsivira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinhirano

Tsinhirano kuimba kwevanhu vakawanda asi vachinyatsodairirana nekuwirirana.

Verenga

Swipe for the next word