Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu ane pfini anenge ane mwoyo wakashata unofa-
1
Kana munhu ane pfini anenge ane mwoyo wakashata unofa-
Pfini yenyoka kuruma chaisingadyi.
Kudyira pfini kutora nokushandisa zvokudya zvakawanda usina shungu nokuche-ngetedza zvimwe kana hanya nezvinozoitika pamberi.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfinya
kuitira vamwe utsinye, asina hanya nekurwadziwa kwevaanenge achikanganisira, uye kazhinji asina zvaanowana kubva kumabasa ake aya.
VerengaSwipe for the next word