Duramazwi · zita
tsere
rivalry
Duramazwi · zita
rivalry
Tsere chipuka chidiki chinofarira kudya uchi.
Tsere kuita kuti munhu ashaiwe zvinhu zvakamukodzera, nokuda kokuva negodo naye.
Tsere inhamba iri pakati panomwe napfumbamwe.
Iri idzitsi rechipauro rinoshandiswa kutsanangura zvinhu zviri pakati pezvinomwe nepfumbamwe.

Vakarangarira musi wavakaperekedzwa nemhuri yese vachinzi vave kuenda kuchikoro asi dai ndakaziva haibetsere.
Chitsere kamhuka kane musana muchena nepadumbu patema, kane mbiri yokudya uchi.
Ichi chitundumutsere mutsere chinobva pasi chichienda mudengadenga kunzvimbo dzakaita semwedzi.
Duramazwi
01 / 03tserendenda
vanhu vakadairira ndokutanga kutamba.
VerengaSwipe for the next word