KwaunobvaDuramazwiTtsepete

Duramazwi

tsepete

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakati tsepete zvinenge zvakaenzana pasina chakareba kana kupfupika kudarika zvimwe.

1

Kuti kwande kwande nechinhu kuchinamatira zvekuti tsepete tsepete chaizvo.

Kana upenyu hwakati tsepete munhu anenge akagara zvakanaka asina nhamo yaari kufunga nezvayo.

Kana zvinhu zvakati tsepete zvinenge zvakaenzana pasina chakareba kana kupfupika kudarika zvimwe.

2

Kana upenyu hwakati tsepete munhu anenge akagara zvakanaka asina nhamo yaari kufunga nezvayo.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word