KwaunobvaDuramazwiTtsenzi

Duramazwi · zita

tsenzi

vhondo

Zvinoreva

Tsenzi kapuka kanogara mumapani kane zino refu rinobudikira kunze, kasina muswe, uye kanodya uswa kana mbeu.

1

Chidzvororo kapuka kadiki kanonyanya kufamba usiku, kanogara mumakwenzi ari mumahombekombe enzizi, kakada kufanana netsenzi.

Zvakafanana

vhondo

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsepa

Tsepa musikana wechidiki anenge asati aroorwa.

Verenga

Swipe for the next word