KwaunobvaDuramazwiTtsenza

Zvinoreva

Tsenza chirimwa chinoberekera pasi, chinorimwa pamadhunduru, munzvimbo dzine mvura yakawanda.

1

Tsenza chirimwa chinoberekera pasi, chinorimwa pamadhunduru, munzvimbo dzine mvura yakawanda.

Rutsenza kamuti kanobereka tsenza, kanodyarwa mumadhunduru uye mumatoro.

Tsenza chirimwa chinoberekera pasi, chinorimwa pamadhunduru, munzvimbo dzine mvura yakawanda.

Nhorido ndezvekudya zvakaita semamengo, tsenza nezvimwewo zvisingadyirwi kuguta, asi zvinodyiwa chero nguva ipi zvayo.

Zvakafanana

zhezha · mubvumbe · tsaya

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsenzi

Tsenzi kapuka kanogara mumapani kane zino refu rinobudikira kunze, kasina muswe, uye kanodya uswa kana mbeu.

Verenga

Swipe for the next word