KwaunobvaDuramazwiTtserendenda

Zvinoreva

vanhu vakadairira ndokutanga kutamba.

Kutserendenda kugara pachinhu chinotsveedzerera, wodzika padombo rakarereka uye rakaserera.

1

vanhu vakadairira ndokutanga kutamba.

Ukatamba uchitserendenda, unokurumidza kubvarura bhurugwa.

Kutserendenda kugara pachinhu chinotsveedzerera, wodzika padombo rakarereka uye rakaserera.

2

Zvine chekuita

mutserendende

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tserendende

Kuti tserendende kudonha uchibva watsvedza uchidzika kumawere.

Verenga

Swipe for the next word