KwaunobvaDuramazwiTtserendende

Duramazwi

tserendende

Zvinoreva

Kuti tserendende kudonha uchibva watsvedza uchidzika kumawere.

1

Kuti tserendende kudonha uchibva watsvedza uchidzika kumawere.

Kuti tserendende kudonha uchibva watsvedza uchidzika kumawere.

Hakuna kana mwana wavo akaita hanya nekufunda nokuti upenyu hwavo hwaiva mutserendende.

Pane ino nguva zvizhinji zvave kujeka mumusoro mako nekudaro unenge wongoita mutserendende mukuzarukirwa nezvidzidzo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tserendendeka

Kutserendendeka kusvedza pamawere uchidzika pasi.

Verenga

Swipe for the next word