KwaunobvaDuramazwiMMutserendende

Duramazwi · zita

Mutserendende

a sliding game or slide

mutedzerere

Zvinoreva

Iyi inzvimbo yakatenuka, panotamba vana vachitsvedza.

1

Iyi inzvimbo yakatenuka, panotamba vana vachitsvedza.

Hakuna kana mwana wavo akaita hanya nekufunda nokuti upenyu hwavo hwaiva mutserendende.

Pane ino nguva zvizhinji zvave kujeka mumusoro mako nekudaro unenge wongoita mutserendende mukuzarukirwa nezvidzidzo.

2

Iyi inzvimbo inotambira vana, yekuti vanenge vachikwira vobva vatsvedza vachibva kumusoro.

Zvakafanana

mutedzerere

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word