Duramazwi
mutsidzira
rebuild · revive · renew
Duramazwi
rebuild · revive · renew
Kusimudzirazve.
Kusimudzirazve.
Kumutsidzira kuvaka patsva chivakwa changa chapazwa kana kukanganisika.
Kumutsidzira kutanga zvakare tsika yawanga wamboregera.
Kana uchimutsidzira nyaya, unenge uchienderera mberi nenyaya yanga yambotaurwa nezvayo, ikambomiswa kana kupera.

01 / 03mutsidziro
renewal
VerengaSwipe for the next word