KwaunobvaDuramazwiVvandudza

Duramazwi

vandudza

improve

Zvinoreva

Kuvandudza kuita kuti zvanga zvoda kuregerwa kana kupera zvitangezve.

1

Kuvandudza kuita kuti zvanga zvoda kuregerwa kana kupera zvitangezve.

Avandudza pakunamata kwake.

Tinovimba wakawana ruzivo rwakakuvandudza pakudzidza kwako chitsauko chino.

2

Kuvandudza kamutsidziri kana kuti kusimudzira chinhu changa chapera kana kuti kuparara. Chinangwa chedu ndechokuvanduza sangano redu revarimi.

(-vandura)

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vandurira

Kuvandurira kuwedzera kukura kwemunda, uchibaya geja kumucheto kwawaisarima.

Verenga

Swipe for the next word