Duramazwi
natsiridza
rationalize · amend
Duramazwi
rationalize · amend
Kunatsiridza kuita zvinhu zvakanaka, kuitira kuti zvishandure zvanga zvisina kunyatsonaka zvinenge zvaitika.

Kana munhu achiita gadziriso anenge achinatsiridza zvinhu zvinenge zvambokanganisika.
Kunatsiridza kuita zvinhu zvakanaka, kuitira kuti zvishandure zvanga zvisina kunyatsonaka zvinenge zvaitika.
-natsidzira · -nhanhiridza
Duramazwi
01 / 03natso-
Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza kuti munhu ari kuita basa nomwoyo wose, asingakanganisi-kanganisi.
VerengaSwipe for the next word