Duramazwi
Zvinoreva
Kunatira kunwa chimwe chinhu wakaisa muromo mukati mechinenge chine zvaunenge u-
1
Kunatira kunwa chimwe chinhu wakaisa muromo mukati mechinenge chine zvaunenge u-
Kutsinatira kumwa mvura nomuromo, munhu akakotamira murwizi kana mutsime.
Kunatira kufema mushonga unenge uchipfungaidzirwa uri muchaenga, wakafuga jira kana chimwewo.
Kana uchisunatira unenge uchinwa mvura wakavata pasi nedumbu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03natsa
Kunyatsa.
VerengaSwipe for the next word