Duramazwi
-nata-tsuramira-tsu-natira
Zvinoreva
Kunyatsa.
1
Natsa kwavabva kwaunoenda husiku.
Manatsa mukanwa ndonda kurota ichiyamwa.
Kukamba kuronga kuita zvimwe zvinhu munhu achinatsa kuongorora mafambisirwo azvo.
2
Kunatira kufema mushonga unenge uchipfungaidzirwa uri muchaenga, wakafuga jira kana chimwewo.
3
Kunyatsa.
Natsa kwavabva kwaunoenda husiku.
Kukamba kuronga kuita zvimwe zvinhu munhu achinatsa kuongorora mafambisirwo azvo.
Kuti dzikiti kudzika pasi uchibva pakakwirira uchisvikomira wakanatsa kutsiga.
Zvakafanana
-nata · -tsuramira · -tsu-natira
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03natsiridza
rationalize
VerengaSwipe for the next word