KwaunobvaDuramazwiNnatsurudza

Duramazwi

natsurudza

Zvinoreva

Kana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira kuti pashaye kana chimwe chete chakaipa pachiri.

1

Kana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira kuti pashaye kana chimwe chete chakaipa pachiri.

Tinotendawo zvikuru Dr Lovemore Ndlovu vakatikurudzira nekuverenga zvinyorwa zvedu vachitipa mazano ekuzvinatsurudza.

Kana munhu anotamba mutambo achitirena anenge achiita zvekusimbisa muviri nekunatsurudza matambiro ake.

Kana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira kuti pashaye kana chimwe chete chakaipa pachiri.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nava

Kana munhu akanava anenge akapfava chaizvo pakutaridzika kwake, kazhinji nokuda kokuti anenge awanikwa ane mhosva, kana kuti achirwara.

Verenga

Swipe for the next word