Duramazwi
kwenenzvera
-kwenenzva
Duramazwi
Kana munhu achikwenenzvera chivezwa kana chiumbwa, anenge achichigadziridza kuti chitsvedzerere.
Kana munhu achikwenenzvera chivezwa kana chiumbwa, anenge achichigadziridza kuti chitsvedzerere.
Zvidzidzo izvi zvose zvichakubatsira kukwenenzvera unyanzvi hwekunyora, kuverenga, kuteerera uye kutaura.
Sikirepa mudziyo unoshandiswa kukwenga nokukwenenzvera mapuranga anenge ari kuvezwa.
Kana munhu achikurungudira chiumbwa chakaita sehari anenge achiikwenenzvera kuti itsvedzerere.
-kwenenzva
Duramazwi
01 / 03kwenga
scrape
VerengaSwipe for the next word